Mateo 4:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Jesu akati anzwa kuti Johani akanga aiswa mutorongo, akadzokera kuGarirea. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Jesu wakati anzwa kuti Johane wasuŋgwa, akaenda Garirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Jesu akati anzwa kuti Johani asungwa, akaenda Gariria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Jesu paakanzwa kuti Johani akanga asungwa, akaenda kuGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Jesu paakanzwa kuti Johani akanga asungwa, akaenda kuGarirea. Viz kapitola |