Mateo 27:66 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi66 Saka vakaenda vakandoita kuti richengetedzwe nokuisa chisimbiso pabwe, uye nokuisa varindi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Ʋakaenda, ʋakandoceŋgeta bgiro, ʋakaisa ciratidzo cokusimbisa pabge, ʋarindi ʋanaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200266 Vakaenda, vakandochengeta bwiro, vakaisa chinamatidzo chokusimbisa pabwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona66 Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza. Viz kapitola |