Mateo 27:64 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi64 Saka rayirai kuti guva rake richengetedzwe kwazvo kusvika pazuva retatu. Zvimwe vadzidzi vake vangauye vakaba mutumbi wake vakaudza vanhu kuti akamutswa kubva kuvakafa. Kunyengera kwokupedzisira uku kuchaipa kukunda kwokutanga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Saka rairai kuti bgiro bguceŋgetwe kuȿikira pazuʋa retatu, kuti ʋadzidzi ʋarege kuʋuya kumuɓa, ʋagoti kuʋanhu: Wakamutswa kuʋakafa; kurashika kwokupedzisira kukazopfuʋura kwokutaŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200264 “Saka rairai kuti bwiro huchengetwe kusvikira pazuva retatu, kuti vadzidzi varege kuuya kumuba, vagoti kuvanhu, akamutswa kuvakafa; kurashika kwokupedzisira kukazopfuura kwokutanga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Naizvozvo itii guva richengetedzwe kusvika pazuva retatu. Vadzidzi vake vangadaro vakaenda vakamuba vakazotaurira vanhu kuti amuka muvakafa. Kunyengedza kokupedzisira uku kungazova kwakatoipa kupinda kokutanga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona64 Naizvozvo itii guva richengetedzwe kusvika pazuva retatu. Vadzidzi vake vangadaro vakaenda vakamuba vakazotaurira vanhu kuti amuka muvakafa. Kunyengedza kokupedzisira uku kungazova kwakatoipa kupinda kokutanga.” Viz kapitola |