Mateo 27:53 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Vakabuda mumakuva, uye shure kwokumuka kwaJesu vakapinda muguta dzvene uye vakaonekwa navanhu vazhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 ʋakaɓuɗa pamabgiro, iye amuka, ʋakapinda muguta dɀene, ʋakaʋonekwa naʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 zvikabuda pamabwiro, iye akati amuka, vakapinda muguta dzvene, vakaonekwa navazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Vakabuda mumakuva mushure mokumuka kwake. Vakapinda muguta dzvene vakaonekwa navazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Vakabuda mumakuva mushure mokumuka kwake. Vakapinda muguta dzvene vakaonekwa navazhinji. Viz kapitola |