Mateo 27:51 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Panguva iyoyo chidzitiro chomutemberi chakabvaruka napakati kubva kumusoro kusvika pasi. Nyika yakadengenyeka, uye mabwe akatsemuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Ipapo tarira, cidzitiro cetembere cakabvaruka napakati, kubva kumsoro kuȿikira pasi; nyika ikaɗeŋgenyeka, mabge akatsemuka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Ipapo tarira, chidzitiro chetemberi chakabvaruka napakati, kubva kumusoro kusvikira pasi; nyika ikadengenyeka, mabwe akatsemuka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Hero jira romuTemberi rokudzikatirisa rakabva rabvaruka napakati kubvira kumusoro kusvika pasi. Nyika yakandengendeka; matombo akatsemuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Hero jira romuTemberi rokudzikatirisa rakabva rabvaruka napakati kubvira kumusoro kusvika pasi. Nyika yakandengendeka; matombo akatsemuka. Viz kapitola |