Mateo 27:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Saka Judhasi akakanda mari iya mutemberi akabva akaenda akandozvisungirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akakandira pasi masirveri mutembere; akabva, akaenda ndokuɀisuŋgirira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akakandira pasi mari iya mutemberi; akabva, akaenda ndokuzvisungira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Judhasi akakanda mari iya yesirivha muTemberi akabva aenda ondozvisungirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Judhasi akakanda mari iya yesirivha muTemberi akabva aenda ondozvisungirira. Viz kapitola |