Mateo 27:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi vaprista vakuru navakuru vavanhu vakakurudzira vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi uye kuti Jesu aurayiwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋaprista ʋakuru naʋakuru ʋakagombedzera ʋanhu ʋazhinji kuti ʋakumbire Barabasi, Jesu aʋurawe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vapristi vakuru navakuru vakagombedzera vanhu vazhinji kuti vakumbire Bharabhasi, Jesu aurawe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vapristi vakuru navakuru–vakuru vakagombedzera vanhu kuti vakumbire Bharabhasi asi Jesu aparadzwe. Viz kapitola |