Mateo 26:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 mumwe mukadzi akauya kwaari nechinu chamafuta anonhuhwira, omutengo mukuru, akasvikoadururira pamusoro wake, agere patafura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 mumŋe mukadzi akaʋuya kwaari anecinu cearbastera caiʋa necizoro cinomuteŋgo mukuru, akaciɗurura pamusoro wake, agere pakudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 mumwe mukadzi akauya kwaari anechinu chearibhasitera chaiva namafuta chino mutengo mukuru, akachidururira mumusoro wake, agere pakudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kwakauya mumwe mukadzi nechinu chamafuta okuzora anokosha kwazvo chearabhasita. Akadururira mafuta acho mumusoro maJesu paakanga agere pakudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kwakauya mumwe mukadzi nechinu chamafuta okuzora anokosha kwazvo chearabhasita. Akadururira mafuta acho mumusoro maJesu paakanga agere pakudya. Viz kapitola |