Mateo 26:61 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi61 vakati, “Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari ndigoivakazve namazuva matatu.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)61 Munhu uyu wakati: Ndinogona kuputsa tembere yaMŋari, ndikaiʋaka ɀe namazuʋa matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200261 “Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari, ndikaivakazve namazuva matatu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 “Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona61 “Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.” Viz kapitola |