Mateo 26:50 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Jesu akamupindura achiti, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo varume vakaswedera pedyo vakabata Jesu, vakamusunga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Jesu akati kwaari: Shamŋari, ita ɀawaʋiŋga. Ipapo ʋakaʋuya, ʋakaisa maʋoko kunaJesu, ʋakamuɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo vakauya, vakaisa maoko kuna Jesu, vakamubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata. Viz kapitola |