Mateo 26:46 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Simukai, ngatichiendai! Anondipandukira uya ouya!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwaʋari waʋa pedyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Simukai, tiende; tarirai, wondiisa kwavari wava pedyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Chisimukai tiende, houno anonditengesa wavakusvika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Chisimukai tiende, houno anonditengesa wavakusvika.” Viz kapitola |