Mateo 26:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ndinokuudzai kuti, handichazonwi zvibereko zvomuzambiringa kubvira zvino kusvikira zuva iro randichazvinwa patsva nemi muumambo hwaBaba vangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Asi ndinoti kwamuri: Handicatoŋgonwi ɀe ɀiɓereko ɀomuzambiriŋga, kuȿikira zuʋa iro randicazonwa naro nemi, ɀaʋa ɀitȿa, muʋushe bgaƂaɓa ʋaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Asi ndinoti kwamuri, “Handichatongonwizve zvibereko zvomudzambiringa, kusvikira zuva iro randachizonwa naro nemi, zvava zvitsva, muushe hwaBaba vangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndinokutaurirai kuti handichazonwazve waini yomugirepisi kusvikira pazuva randinozonwa waini itsva nemi muumambo hwaBaba vangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndinokutaurirai kuti handichazonwazve waini yomugirepisi kusvikira pazuva randinozonwa waini itsva nemi muumambo hwaBaba vangu.” Viz kapitola |