Mateo 24:46 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Akaropafadzwa muranda uyo anowanikwa achiita izvozvo pakudzoka kwatenzi wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Wakaropafadzwa muranda uyo, unoti kana ishe wake aciȿika, akamuwana aciita saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 “Akaropafadzwa muranda uyo, anoti kana ishe wake achisvika, akamuwana achiita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo. Viz kapitola |