Mateo 24:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Vakadzi vaviri vachange vachikuya paguyo, mumwe achatorwa uye mumwe achasiyiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ʋakadzi ʋaʋiri ʋacakuya paguyo rimŋe, mumŋe ucatorwa, mumŋe akasiyiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Vakadzi vaviri vachakuya paguyo rimwe, mumwe uchatorwa, mumwe akasiyiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vakadzi vaviri vanenge vari paguyo vachikuya pamwechete, mumwe achatorwa mumwe achisiiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vakadzi vaviri vanenge vari paguyo vachikuya pamwechete, mumwe achatorwa mumwe achisiiwa. Viz kapitola |