Mateo 24:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 uye vakanga vasingazivi chinhu pamusoro pezvaizoitika kusvikira mafashamu avakukura vose. Ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana woMunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 ʋasiŋgaziʋi kuȿikira mvura zhinji yaʋuya, ikaʋabvisa ʋose; ndiɀo ɀicaita kuʋuya kwoMŋanakomana womunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 vasingazivi zvichavawira kusvikira mvura zhinji yauya, ikavaparadza vose; ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Havana kuziva kusvikira mafashamo auya akavatsvaira vose. Ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Havana kuziva kusvikira mafashamo auya akavatsvaira vose. Ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu. Viz kapitola |