Mateo 23:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Asi imi hamufaniri kunzi ‘Rabhi’ nokuti munongova naTenzi mumwe chete uye mose muri hama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi imi musaidzwa Rabi; nokuti mudzidzisi wenyu ndomumŋe, imi mose muri hama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi imi musanzi, ‘Rabhi;’ nokuti mudzidzisi wenyu ndomumwe, imi mose muri hama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musadaidzwe kunzi mudzidzisi nokuti mune mudzidzisi mumwechete, uye imi mose munongova hama nehama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Musadaidzwe kunzi mudzidzisi nokuti mune mudzidzisi mumwechete, uye imi mose munongova hama nehama. Viz kapitola |