Mateo 23:36 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Ndinokuudzai chokwadi kuti zvose izvi zvichava pamusoro porudzi urwu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri Iɀi ɀose ɀicaʋuya pamsoro porudzi urwu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, izvi zvose zvichauya pamusoro porudzi urwu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Zvose izvi zvichawira chizvarwa chino ichochi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Zvose izvi zvichawira chizvarwa chino ichochi.’ Viz kapitola |