Mateo 22:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Endai kumharadzano dzenzira mundokoka kumutambo ani zvake wamuchawana.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Naiɀoɀo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumutambo ʋose ʋamunowana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Naizvozvo, endai kumharadzano dzenzira, mukokere kumutambo vose vamuNowana.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Saka endai pamharadzano dzemigwagwa mundokoka kumabiko omuchato vose vamunenge makwanisa kuwana.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Saka endai pamharadzano dzemigwagwa mundokoka kumabiko omuchato vose vamunenge makwanisa kuwana.’ Viz kapitola |