Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Mambo akatsamwa kwazvo. Akatuma hondo yake kundoparadza vaurayi vaya uye akapisa guta ravo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino mambo wakatsamŋa, akatuma hondo dzake, akaparadza ʋaya ʋakaʋaʋuraya, akapisa guta raʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino mambo akatsamwa, akatuma hondo dzake, akaparadza vaya vakauraya, varanda vake akapisa guta ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mambo akashatirwa akatumira masoja ake akaparadza mhondi idzodzo. Akapisa guta ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mambo akashatirwa akatumira masoja ake akaparadza mhondi idzodzo. Akapisa guta ravo.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy