Mateo 22:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Asi hapana akateerera uye vakaenda mumwe kumunda wake, mumwewo kune rimwe basa rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi haʋana‐kuraŋgarira, ʋakaenda, mumŋe kumunda wake, mumŋe kukuteŋgesa kwake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Asi havana kurangarira, vakaenda, mumwe kumunda wake, mumwe kukutengesa kwake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi ivo havana kumboita hanya nazvo, vakabva vatoenda zvavo, mumwe kupurazi yake, mumwe kushawo yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi ivo havana kumboita hanya nazvo, vakabva vatoenda zvavo, mumwe kupurazi yake, mumwe kushawo yake. Viz kapitola |