Mateo 22:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Vanzwa kuti Jesu akanga akunda vaSadhusi, vaFarisi vakaungana pamwe chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 ƲaFarise ʋakati ʋacinzwa kuti wapxisa ʋaSaduse, ʋakaʋuŋgana pamŋe cete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 VaFarisi vakati vachinzwa kuti wapwisa vaSadhusi, vakaungana pamwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana. Viz kapitola |