Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 ‘Ndini Mwari waAbhurahama naMwari waIsaka naMwari waJakobho’? Haasi Mwari wavakafa asi wavapenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ini ndiri Mŋari waAbrahama, naMŋari waIsaka, naMŋari waJakobo? Haazi Mŋari waʋakafa, asi waʋapenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 ‘Ini ndiri Mwari waAbhurahamu, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho?’ Haasi Mwari wavakafa, asi wavapenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 ‘Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari Isaki, naMwari Jakobho. Haasi Mwari wavakafa asi Mwari wavapenyu?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 ‘Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari Isaki, naMwari Jakobho. Haasi Mwari wavakafa asi Mwari wavapenyu?’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy