Mateo 22:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pakumuka kwavakafa vanhu havawani kana kuwanikwa, vachange vakaita savatumwa kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nokuti pakumuka kwaʋakafa haʋawani, kana kuwaniswa; asi ʋakaita saʋatumŋa kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Nokuti pakumuka kwavakafa havawani, kana kuwaniswa; asi vakaita savatumwa kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nokuti pakumuka kwavanhu kubva kuvafi, havazoroori kana kuroorwa. Asi vanenge vaita savatumwa vokudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nokuti pakumuka kwavanhu kubva kuvafi, havazoroori kana kuroorwa. Asi vanenge vaita savatumwa vokudenga. Viz kapitola |