Mateo 22:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akatuma varanda vake kuna avo vainge vakakokwa kumutambo kuti vachiuya, asi vakaramba kuuya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 akatuma ʋaranda ʋake kundoɗana aʋo ʋakaŋga ʋakokerwa kumutambo wokuwana; ʋakaramba kuʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 akatuma varanda vake kundodana avo vakanga vakokerwa kumutambo wokuchata; vakaramba kuuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya. Viz kapitola |