Mateo 22:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Umambo hwokudenga hwakafanana namambo akagadzirira mwanakomana wake mutambo wesvitsa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋushe bgokuɗeŋga bguŋgafananidzwa nomumŋe mambo, wakaitira mŋanakomana wake mutambo wokuwana; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Ushe hwedenga hungafananidzwa nomumwe mambo, wakaitira mwanakomana wake mutambo wokuchata; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Umambo hwedenga hungafanidzwe namambo akaitira mwanakomana wake mabiko omuchato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Umambo hwedenga hungafanidzwe namambo akaitira mwanakomana wake mabiko omuchato. Viz kapitola |