Mateo 22:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Ipapo mambo akaudza varanda vake akati, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande panze, murima, umo muchava nokuchema nokurumanya kwameno.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino mambo akati kuʋaranda: Mumusuŋgei makumbo namaʋoko, mumukandirei kunze murima; apo pacaʋa nokucema nokugeɗa‐geɗa kwameno. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino mambo akati kuvaranda, “Musungei makumbo namaoko, mumukandirei kunze murima; apo pachava nokuchema nokugeda-geda kwameno.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mambo akati kuna vashandi vake, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande murima rokunze.’ ” Ikoko vanhu vachachema nokurumanidza mazino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mambo akati kuna vashandi vake, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande murima rokunze.’ ” Ikoko vanhu vachachema nokurumanidza mazino. Viz kapitola |