Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Akamubvunza akati, ‘Shamwari, wapinda seiko muno usina nguo yesvitsa?’ Munhu uya akashaya chokureva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 akati kwaari: Shamŋari, wapinda pano seiko, usineŋguʋo yomutambo wokuwana? Akanyarara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda pano seiko, usina nguo yomuchato?’ ” Akanyarara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda seiko muno usina hanzu yomuchato?’ Akabva aomerwa nerokutaura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda seiko muno usina hanzu yomuchato?’ Akabva aomerwa nerokutaura.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy