Mateo 21:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Muti kuMwanasikana weZioni, ‘Tarira, Mambo wako anouya kwauri, ari munyoro, akatasva mbongoro, ari pamusoro pomwana wembongoro.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋudzai mŋanasikana weZioni: Tarira Mambo wako unoʋuya kwauri, Ari munyoro, akataȿa mboŋgoro, Nemhuru yecipfuwo cinokweʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Udzai mwanasikana weZioni, Tarira Mambo wako anouya kwauri, Ari munyoro, akatasva dhongi, Nemhuru yechipfuwo chinokweva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Taurirai mukunda, guta reZioni, kuti, tarira uone Mambo wako ari kuuya kwauri akazvininipisa, akatasva padhongi, padhongwana mwana wedhongi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Taurirai mukunda, guta reZioni, kuti, tarira uone Mambo wako ari kuuya kwauri akazvininipisa, akatasva padhongi, padhongwana mwana wedhongi.” Viz kapitola |