Online Bible

- Reklamy -




Mateo 21:43 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 “Naizvozvo ndinokuudzai kuti umambo hwaMwari huchatorwa kubva kwamuri huchipiwa kuvanhu vachabereka zvibereko zvahwo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Naiɀoɀo ndinoti kwamuri: Mucatorerwa imi ʋushe bgaMŋari, bgukapiwa ʋanhu ʋanoɓereka ɀiɓereko ɀabgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 “Naizvozvo ndinoti kwamuri, muchatorerwa imi ushe hwaMwari, hukapiwa vanhu vanobereka michero yahwo. [

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Naizvozvo, ndinoti kwamuri umambo hwaMwari muchahutorerwa huchipiwa kuno rudzi runobereka muchero yaho.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Naizvozvo, ndinoti kwamuri umambo hwaMwari muchahutorerwa huchipiwa kuno rudzi runobereka muchero yaho.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 21:43

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy