Online Bible

- Reklamy -




Mateo 21:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Jesu akati kwavari, “Hamuna kutomborava here muMagwaro panoti: “ ‘Ibwe rakarambwa navavaki ndiro rakazova musoro wekona. Ishe aita izvi, uye zvinoshamisa pamberi pedu’?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Jesu akati kwaʋari: Hamuna‐kutoŋgoraʋa here paMagwaro panoti: Ibge rakarashwa naʋaʋaki, Ndiro rakazoʋa musoro wekona; Iɀoɀo ɀakaitwa naShe, Ɀinoshamisa pameso eɗu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Jesu akati kwavari, “Hamuna kutongorava here muMagwaro paye panoti: ‘Ibwe rakaraswa navavaki, Ndiro rakazova musoro wekona; Izvozvo zvakaitwa naIshe, Zvinoshamisa pameso edu?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Jesu akati kwavari, “Hamuna kumboverenga here muMagwaro Matsvene kuti, ‘Dombo rakarambwa navavaki ndiro rakazova romusimboti rapakona? Uku kuita kwaTenzi uye kunotishamisa zvikuru.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Jesu akati kwavari, “Hamuna kumboverenga here muMagwaro Matsvene kuti, ‘Dombo rakarambwa navavaki ndiro rakazova romusimboti rapakona? Uku kuita kwaTenzi uye kunotishamisa zvikuru.’

Viz kapitola kopírovat




Mateo 21:42

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy