Mateo 21:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Saka vakamutora vakamubudisa kunze kwemunda wemizambiringa vakamuuraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino ʋakamuɓata ʋakamuɓuɗisa kunze kwomunda wemizambiriŋga, ʋakamuʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Zvino vakamubata vakamubudisa kunze kwomunda wemidzambiringa, vakamuuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakamutora vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Vakamutora vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya. Viz kapitola |