Mateo 21:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kana pano munhu anotaura chinhu kwamuri, mumuudze kuti, Ishe anodzida uye achadzidzosa nokukurumidza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana aninani acitaura cinhu kwamuri, muti: Ishe unodziɗa; pakarepo ucadzituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Kana ani naani achitaura chinhu kwamuri, muti, ‘Ishe anorida;’ pakarepo acharidzosa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana mumwe munhu akataura chinhu kwamuri, mutaurirei kuti, ‘Tenzi anoada uye achaadzosa nokukurumidza.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana mumwe munhu akataura chinhu kwamuri, mutaurirei kuti, ‘Tenzi anoada uye achaadzosa nokukurumidza.’ ” Viz kapitola |