Online Bible

- Reklamy -




Mateo 21:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Vadzidzi vakati vazviona, vakakatyamara, vakati, “Ko, muonde uyu wabva wasvava pakarepo sei?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakashamiswa, ʋakati: Muʋonde wawoma pakarepo seiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Vadzidzi vakati vachizviona, vakashamiswa, vakati, “Muonde waoma pakarepo seiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Vadzidzi pavakazviona vakashamiswa vachiti, “Ko muonde uyu wauna sei pakare pakarepo kudai?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Vadzidzi pavakazviona vakashamiswa vachiti, “Ko muonde uyu wauna sei pakare pakarepo kudai?”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 21:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy