Mateo 21:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akati apinda muJerusarema, guta rose rakazungunuswa, vakabvunza vachiti, “Ndianiko uyu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Wakati apinda Jerusarema, guta rose rikapesaniswa, ʋanhu ʋakati: Uyu ndianiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akati apinda Jerusaremu, guta rose rikapesaniswa, vanhu vakati, “Uyu ndianiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Paakapinda muJerusaremu, guta rose rakanyanduka richiti, “Ndiani uyu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Paakapinda muJerusaremu, guta rose rakanyanduka richiti, “Ndiani uyu?” Viz kapitola |