Mateo 20:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Jesu akamira akavadana, akavabvunza achiti, “Munoda kuti ndikuitireiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ipapo Jesu akamira, akaaɗana, akati: Munoɗa kuti ndikuitireiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Ipapo Jesu akamira, akaadana, akati, “Munoda kuti ndikuitireiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Jesu akamira akavadaidza achiti, “Chii chamunoda kuti ndikuitirei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Jesu akamira akavadaidza achiti, “Chii chamunoda kuti ndikuitirei?” Viz kapitola |