Mateo 20:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Nenguva inenge yechitatu akabuda ndokuona vamwe vamire pamusika vasina chavaiita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akaɓuɗa neŋguʋa ineŋge yecitatu, akaʋona ʋamŋe ʋamire paɗare, ʋasiŋgaɓati; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 “Akabuda nenguva inenge yechitatu, akaona vamwe vamire padare, vasina basa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akazobudazve paawa yechipfumbamwe mangwanani akaona vamwe vakamira zvavo pamusika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akazobudazve paawa yechipfumbamwe mangwanani akaona vamwe vakamira zvavo pamusika. Viz kapitola |