Mateo 2:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Saka akasimuka akatora mwana namai vake akaenda kunyika yeIsraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Akasimuka, ndokutora mŋana namai ʋake, akaȿika kunyika yaʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Akasimuka, ndokutora mwana namai vake, akasvika kunyika yaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Josefi akasimuka akatora mwana naamai vake akaenda kunyika yeIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Josefi akasimuka akatora mwana naamai vake akaenda kunyika yeIsiraeri. Viz kapitola |