Online Bible

- Reklamy -




Mateo 19:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Petro akamupindura akati, “Takasiya zvose kuti tikuteverei! Zvino tichawaneiko?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino Petro akapindura, akati kwaari: Tarirai, isu takasiya ɀose, tikakuteʋerai; ticagopiweiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino Petirosi akapindura, akati kwaari, “Tarirai, isu takasiya zvose, tikakuteverai; tichagopiweiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Ipapo Pita akapindura achiti, “Tarisai muone, isu takasiya zvose tikakuteverai. Zvino tichawanei?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Ipapo Pita akapindura achiti, “Tarisai muone, isu takasiya zvose tikakuteverai. Zvino tichawanei?”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 19:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy