Mateo 19:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Jesu akavatarisa akati, “Kuvanhu izvi hazvigoneki asi kuna Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Jesu ndokuʋatarira, akati kwaʋari: Kuʋanhu iɀi haɀibviri, asi kunaMŋari ɀose ɀinobvira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Jesu ndokuvatarira, akati kwavari, “Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvose zvinobvira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.” Viz kapitola |