Mateo 19:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zvino mumwe murume akauya kuna Jesu akamubvunza achiti, “Mudzidzisi, ndechipi chinhu chakanaka chandingaita kuti ndiwane upenyu husingaperi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Tarira, mumŋe munhu wakaʋuya kwaari, akati: Mudzidzisi wakanaka, ndiŋgaita cinhu cakanaka cipi, kuti ndiʋe noʋupenyu bgusiŋgaperi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Tarira, mumwe akauya kwaari, akati, “Mudzidzisi Wakanaka, ndingaita chinhu chakanaka chipi, kuti ndive noupenyu husingaperi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mumwe murume akauya kwaari achiti, “Mudzidzisi chii chakanaka chandingaite kuti ndiwane upenyu husingaperi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mumwe murume akauya kwaari achiti, “Mudzidzisi chii chakanaka chandingaite kuti ndiwane upenyu husingaperi?” Viz kapitola |