Mateo 19:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro azvakaita pakati pomurume nomukadzi, zviri nani kusawana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋadzidzi ʋakati kwaari: Kana ɀakaɗaro pakati pomurume nomukadzi, haɀina‐kunaka kuwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana zvakadaro pakati pomurume nomukadzi, hazvina kunaka kuwana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.” Viz kapitola |