Online Bible

- Reklamy -




Mateo 19:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda kudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Jesu wakati apedza mashoko iwayo, akabva Garirea, akaenda kunyika yeJudea mhiri kweJoridani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Jesu akati apedza mashoko iwayo, akabva Gariria, akaenda kunyika yeJudhea mhiri kweJorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu paakapedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda mudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu paakapedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda mudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 19:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy