Online Bible

- Reklamy -




Mateo 18:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi ani naani anoita kuti mumwe wavaduku vanotenda kwandiri atadze, zvaiva nani kwaari kuti asungirirwe guyo guru muhuro make agonyudzwa mugungwa makadzika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi aninani unogumbusa mumŋe waʋaɗuku aʋa, ʋanotenda kwandiri, ɀirinani kwaari kuti guyo guru risuŋgirirwe pamutsipa wake, anyudzwe muguŋgwa rakadzika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Asi ani naani anogumbusa mumwe wavaduku ava, vanotenda kwandiri, zviri nani kwaari kuti guyo guru risungirirwe mumutsipa wake, anyudzwe mugungwa rakadzika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Aninaani anofurira mumwe wavaduku ava vanotenda mandiri kutadza, zvinotova nani kwaari kuti asungirirwe guyo mumutsipa make agonyudzwa pasi pasi pegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Aninaani anofurira mumwe wavaduku ava vanotenda mandiri kutadza, zvinotova nani kwaari kuti asungirirwe guyo mumutsipa make agonyudzwa pasi pasi pegungwa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 18:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy