Mateo 18:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Muranda uya akazviwisira pamberi patenzi wake akamukumbira zvikuru achiti, ‘Ndiitireiwo mwoyo murefu, ndicharipa hangu zvose.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino muranda akawira pasi, akamunamata, akati: Ishe, iʋai nomŋoyo murefu neni, ndicazokuripirai ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino muranda akawira pasi, akakumbira, akati, ‘Ishe, ivai nomwoyo murefu neni, ndichazokuripirai zvose.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nezvo muranda uya akagwadama pasi achimuteterera achiti, “Tenzi ndiitireiwo mwoyo murefu. Ndichakudzorerai zvose zvazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Nezvo muranda uya akagwadama pasi achimuteterera achiti, “Tenzi ndiitireiwo mwoyo murefu. Ndichakudzorerai zvose zvazvo.” Viz kapitola |