Mateo 18:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi akaramba kuteerera, enda nomumwe kana vaviri kuitira kuti ‘nyaya imwe neimwe isimbiswe nezvapupu zviviri kana zvitatu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi kana asiŋganzwi, tora mumŋe kana ʋaʋiri newe, kuti mashoko ose asimbiswe nemiromo yeɀapupu ɀiʋiri kana ɀitatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi kana asinganzwi, tora mumwe kana vaviri newe, kuti mashoko ose asimbiswe nemiromo yezvapupu zviviri kana zvitatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi akaramba kukuteerera, enda kwaari nomumwe kana vaviri kuti zvose zvamunotaura zvitsigirwe noumbowo hwezvapupu zviviri kana zvitatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi akaramba kukuteerera, enda kwaari nomumwe kana vaviri kuti zvose zvamunotaura zvitsigirwe noumbowo hwezvapupu zviviri kana zvitatu. Viz kapitola |