Mateo 18:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Kana hama yako yakutadzira enda umuudze mhosva yake, muri vaviri chete. Kana akakunzwa wadzora hama yako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana hama yako yakutadzira, enda umuʋudze mhoȿa yake, iwe naiye muri moga; kana akakunzwa, wadzora hama yako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Kana hama yako yakutadzira, enda umuudze mhosva yake, iwe naiye muri moga; kana akakunzwa, wadzora hama yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Kana hama yako ikakutadzira, enda undotaurirana naye mhosva yake muri moga. Akakuteerera, watodzora hama yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Kana hama yako ikakutadzira, enda undotaurirana naye mhosva yake muri moga. Akakuteerera, watodzora hama yako. Viz kapitola |