Mateo 18:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nokuti Mwanakomana woMunhu akauya kuzoponesa chakarasika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 [Nokuti Mŋanakomana womunhu wakaʋuya kuzoponesa cakarashika.] Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti Mwanakomana womunhu akauya kuzoponesa charasika.] Viz kapitola |