Mateo 18:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Panguva iyoyo vadzidzi vakauya kuna Jesu uye vakamubvunza vachiti, “Ndianiko mukuru pane vose muumambo hwokudenga?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Neŋguʋa iyo ʋadzidzi ʋakaʋuya kunaJesu, ʋakati: Ndianiko mukuru paʋushe bgokudeŋga? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Nenguva iyo vadzidzi vakauya kuna Jesu, vakati, “Ndianiko mukuru muushe hwedenga?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Nenguva iyoyo vadzidzi vakauya kuna Jesu vakati, “Ndiani mukuru kupinda vose muumambo hwedenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Nenguva iyoyo vadzidzi vakauya kuna Jesu vakati, “Ndiani mukuru kupinda vose muumambo hwedenga.” Viz kapitola |