Mateo 17:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo vadzidzi vakauya kuna Jesu vari voga vakamubvunza vachiti, “Ko, takundikana sei kuridzinga?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya kunaJesu ʋari ʋoga, ʋakati: Ko isu takaŋga tisiŋgagoni neiko kuuɓuɗisa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino vadzidzi vakauya kuna Jesu vari voga, vakati, “Ko isu takanga tisingagoni neiko kuubudisa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vadzidzi vakauya kuna Jesu vari pachavo voga. Vakati, “Ko isu tatadza nei kuudzinga?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vadzidzi vakauya kuna Jesu vari pachavo voga. Vakati, “Ko isu tatadza nei kuudzinga?” Viz kapitola |