Mateo 17:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndauya naye kuvadzidzi venyu asi havana kugona kumuporesa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndakaʋuya naye kuʋadzidzi ʋenyu, ʋakasagona kumuporesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ndakauya naye kuvadzidzi venyu, vakasagona kumuporesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndamuunza kuna vadzidzi venyu asi havana kugona kumurapa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndamuunza kuna vadzidzi venyu asi havana kugona kumurapa.” Viz kapitola |